Gotsi reMusoro kana Makotsi pakuwanda (Back of head. Occipital bone) kureva chikamu chimusoro chiri seri zvichibva pamutsipa nokukwira.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Anowanza kutaura gotsi: he is always backbiting.
  • Rega kufamba negotsi kana uchidarika mugwagwa. do not walk backwards when crossing the road.
  • Pakuona chipoko akanzwa gotsi kuoma.
  • Kupira gotsi (to have one's back facing stated direction) kufuratira nzvimbo yarehwa, zvoreva kuti gotsi nenzvimbo yarehwa zvakatarisana.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Barotse vanoti likoshi kana makoshi (n. nape of the neck, back of the head) kureva gotsi. VaZigula vanoti kigosi kureva gotsi.
  • VaNyungwe vanoti khosi kana makhosi (n. necks) kureva mutsipa. VaFwe vanoti kosi kana makosi (nape of the neck).
  • VaSwahili vanoti kosi kana makosi (1. nape of the neck, 2. cervical vertebrae) kureva seri kwemutsipa.
  • VaYao vanoti ndungu (n. occiput) vachireva gotsi remusoro. VaBukusu vanoti chiingooro (n. backs of head, nape of the neck).