• Gova kana chimbangu (rich red soil; red loam soil) apa kureva dhaga dzvuku.
  • Gova (dry river bed).
  • Gova (low lying marshy land - drained or marshy in summer).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaMaconde vanoti chikunda (n. red soil) vachireva ivhu dzvuku.


Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.