Mazvita Gumbo Maita zvenyu sambiri Chaurura waGutu, Shava huru yaka pamba Gona Gara ramasango Chipauro chamafuta Chikodza mhandara vaidyira panze nekutya vayerashiri Godza muto mhuru inobva Gona Vezheve