Manondanhuka

(Redirected from Gumbunhuka)

Manondanhuka (anions) manonda ane chaji hwaradada anokwezverwa kumwenzanhuka, rine chaji daradada, rinonzi gonga nharadada - positive pole.

Kutsetsenura ChingeziEdit

  • Izwi re[[Chingezi] rokuti anode (n. way up) rinoreva nzira inokwidza kumusoro.
  • Izwi rokuti cathode (n. way down) rinoreva nzira inodzika kuzasi.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaMambwe vanoti -fuma (go out) vachireva kubuda. Mamwe Mazwi: -fumya (to take out, remove, cause to go out) vachireva kubuditsa.
  • VaMambwe vanoti cifumilo (way out) vachireva nzira yekubuda.
  • VaBemba vanoti fuma (come out) vachireva kubuda.

Zvimwe ZvinyorwaEdit