• Gumura kana kugumudza (1. Start to act e.g to talk;2. Start an action; 3. Set in motion) apa kureva kuvamba kuita chinhu, ringava basa, kutaura kana zvimwewo. Gumurai rumbo: start singing. Gumura dombo: start the stone rolling
  • Gumura (Butt). Kana mhuru yogondodza inogumura ichiyamwa: when a calf is being weaned it butts when being suckled.
  • Gumura (Dismiss employees - very many, or all). Kambani yakagumura vashandi makumi maviri.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.