Gurapakati

Gurapakati

Muchidzidzo chePimanyika, Gurapakati (Diameter) zvinoreva mutsetse unopfuura nepakati (centre) pedenderedzwa uchinobata muganhu panzvimbo mbiri. Mutsetse uyu unotema denderedzwa kuita zvikamu zviviri zvakaenzana.