Guvava sezita
Guvava izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Antonia Guvava anova jaji weHigh Court of Zimbabwe.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.