Shoko rokuti gwara riri kushandiswa pano kuturikira inonzi policy kuEnglish rinova bumbiro remurawu yemafambiro nemaitirwo ebasa resangano, chita, kanzuru kana hurumende. Gwara resangano rinotara murawu mikuru yezvinhu zvinokosheswa nesangano iri, richireva mwero wezvinotongerwa negwara iri, kudoma kuti zvakakosherei uye kuti zvakafanirwa kushandwa sei.त‌ दल 40.

Mhando dzegwara chinjirudza

  • Gwara rekubhadharwa kwevashandi - Remuneration Policy.
  • Gwara rekuchengetedzwa kweMvura - Water Policy
  • Gwara rekudyidzana nedzimwe Nyika - Foreign Policy
  • Gwara rezveMigodhi - Mining Policy.
  • Gwara rezveMukondombera - AIDS Policy.