Gwati remarara

(runangakatsva kubva kuGwati (marara))

Gwati remarara (dust pan) zvinoreva rata nduku rinoshandiswa kudyorera marara kana munhu achinge atsvaira.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Moba vanoti lal (v. to be scattered, to be widespread) kureva kumwararika.
  • Moba vanoti lal; lalg (v. scatter, spread.) kureva kumwararidza. Fananidzai nokuti marara?