Hana (tsauranisa chirevo)

Hana, HANA uye hana ishoko reChishona rinoshandiswa kureva zvinyorwa zviri zasiyo

Unhu (kana umorali) chinjirudza

Umorali zvirikureva morality

  • Hana - kureva izwi romukati rinobva kumweya wo rumwene richikurairidza, ruzivo rwuri mukati medu kubva kunaMwari - conscience; inner-heart
  • Ruhana - kureva mweya wo rumwene; moyo womukati - soul; inner-heart

Moyo chinjirudza


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.