Hanya izita revanhu rinowanikwa muMalawi, Kenya neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ruvimbo Hanya; Henry Hanya; Batisai Hanya; Christly Hanya; Precious Hanya.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Xitsonga vanoti hanya (adj. alive) kureva chipenyu.