Hasha (kureva anger; wrath) manzwiro anoita munhu kana achinge ava kushatirwa. Hasha dzinoitika kana munhu aona kuti zvaari kuitirwa kana kabatirwo kaari kuita kasvika pakudarika mwero unogamuchirika kana une rukudzo. Kuti munhu anzi aita hasha zvinenge zvichionekwa kuburikidza nechitarisiko cheuso, mashoko aanenge otaura kana maitiro ake.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Uyai, vanhu vangu, poterai mumakamera enyu, mukonye misiwo yenyu, mudzifishe mukuwo mudoko metsa kutseneka kwapinda: Go, my people, enter your rooms and shut the doors behind you; hide yourselves for a little while until his wrath has passed by.. (Isaiah 26:20, Bhaibheri reChiNdau).
  • A Mambo asatseneka, neni ndinozoereketa: May the Lord not be angry, but let me speak. (Genesis 18:30 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro ye Chibantu chinjirudza

  • Luganda vanoti obusungu (n. anger) kureva ushungu.
  • Luganda vanoti okusunguwaza (v. to enrage; to anger) kureva kushatirisa.
  • VaNyakyusa vanoti ukukalala (v. to become angry). VaMambwe vanoti -kali (wild, dangerous, fierce, angry).
  • MaZulu vanoti phuphuma (Be overcome with emotion). Muenzaniso: bayaphuphuma ukujabula (They are overcome with joy)).