Hono (male of an animal) kana kuti mukono mazwi anoshandiswa kutaura kuti mhuka inenge iri rume. Kana ari munhu anonzi: murume; munhurume; kana kuti mukomana.

  • rume, murume (male of human)

Nzvari izwi rinoshandiswa kutaura kuti mhuka ihadzi. Kana ari munhu anonzi: mukadzi; munhukadzi; muzvare kana kuti musikana.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Izwi rokuti ishashi (male animal) rinotaurwa mururimi rweKirundu kureva mhuka hono.
  • VaYao vanoti tonde (male goat) kureva mukono wembudzi.