Euhadra peliomphala.jpg

Hozhwa imhuka inogwesha nepasi ine chimudende pamusoro pemuviri wayo.

Kune dzimwe nyika hozhwa inodyiwa nyama uye inotengeswa kuma Hotera.

Homba kana humba (shell of snail)

Mazwi eBantuEdit

  • VaYao vanoti dande (the slime from a snail).