Muchidzidzo chePimanyika, hubumbe (convex) izwi rinotsanangudza chiumbwa chine uso hwakabumbira kunze. Mufananidzo ungapiwa kuumbwa kwakaitwa dumbu rakaguta kana kuti dutu revhu rinounganidzwa pakugadzira gandiwa rinoeredza mvura.