Hukoshi
(runangakatsva kubva kuHukombe)
Hukoshi, hukombe (Value; importance) zvinotaura kuti chinhu chingatengeswa namari yakawanda zvakadii. Cobalt inotengwa nemari ine hukoshi hunokwana US$28,000 pa tonne rimwechete.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Chikombe (Important or striking matter or event) kureva chiitiko kana chinhu chakakosha.
- Chikurumbidzo (Object of praise or respect) Mari chete ndicho chikurumbidzo chake- money is the only thing he values.