Hukuru (maturity, old age) zvinoreva kutanamara pakuwanda kwemakore.

  • Hukuru (prominence, supremacy) zvinodudzawo kuti munhu ane chinzvimbo chakakosha.
  • Hukuru (n. leadership, responsibility. 4. rank, status) kuva nechinhano chehutungamiri.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGwere vanoti bukulu (n. maturity; old age) vachireva kukwegura kana kuwanda kwemakore.
  • VaGwere vanoti bukulu (n. importance, prominence, greatness, eminence, supremacy) vachireva hukoshi.
  • VaGwere vanoti bukulu (n. leadership, responsibility. 4. rank, status) zvichireva hukuru pakutungamira.
  • VaGwere vanoti kubba ekikulu (v. be important, vital, pertinent) zvichireva kuva mukuru.
  • VaYao vanoti chikulungwa (greatness¬†; the qualities of a chief or elder) vachireva hukuru hwashe kana hwemusharukwa.