Mvana

(Redirected from Humvana)

Mvana ('primiparae') munhukadzi ane mwana kana vana asi asiri pamurume.

Mvana kana mumvana zvinoreva mukadzi akambozvara .

TsikaEdit

  • Tsitsi dzeyi tsvimborume kubvisa mwana wemvana.
  • Mvana inoshushira ngeine mwana. An unmarried mother, although difficult to approach, can still bear another child.
  • Usikana idamba kamwe chikuru umvana. Girlhood is something enjoyed once (but) motherhood remains great.