Shoko rokuti hunyambiri (duality, dual nature) rinotaurwa pane chinhu chinoonekwa kana kunzwisisika nemuonero iri pamativi paviri. Sokuti ushomwe hungadudzirwa semasaisai pane dzimwe nhambo asi pane dzimwe nhambo huchionekwa semhakatwa - zviro zvinobatika.