Hupfupi (n. Shortness) zvinoreva kuti chinhu hachina kureba, hachina kutambanuka.

Mamwe Mazwi Chinjirudza

Mitauro yeBantu Chinjirudza

  • MaZulu vanoti fuphi (Short; near) kureva pfupi. Nyakyusa inoti pimba (adj. short) kureva pfupi.
  • MaZulu vanoti fuphaza (Shorten) vachireva kupfupikisa. Muenzaniso: ukufuphaza ingu6o (to shorten a dress).