Hupiningidzwa (complicatedness) zvinoreva zvinhu zvine hochekoche inotadzisa kuti zvionekwe nekunzwisisika.

Tsika chinjirudza

  • Ndarega kupinda munyaya yavo nokuti ine hupiningidzwa.