Hurumende (Nge. Government) kureva boka revatungamiri rinotonga nyika kana dunhu.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti uhulumende (Afrikaans: goewerment) kureva hurumende.
  • Barotse vanoti mulonga (n. government; realm, kingdom) kureva hurumende. Sokuti: Mulonga wa Zambia (the Government of Zambia) kureva hurumende yeZambia.
  • VaBemba vanoti teka bantu (govern), kutonga vanhu. Mamwe mazwi: buteko (government) kureva hutongi kana hurumende. Sokuti: kateka wa calo (governor) kureva gavhena.
  • VaMambwe vanoti -teka antu (to rule people:) vachireva kutonga vanhu. Mamwe Mazwi: uteko kana -teka (domicile, abode). Kinande vanoti obuteke (n. the home).
  • VaRwanda vanoti iteko (rule). Mamwe Mazwi: kateka (a ruler, a governor) kureva mutongi. VaRundi vanoti iteka (judgement, justice).