Hushingairi (kureva activism, advocacy) huito hwunosanganisa kushingaira kwekusesedza (kupuromota), kudzikatira, kutungamidza kana kupindira mumuchenjemekwa werunzanga, hutonganyika, rupanganhundu kana mhotedzero ine chido chekushandura nzanga pamusoro pehunaku hwevanhu vose. Mhando dze hushingairi hunogona kuve kuvaka munharaunda (kusanganisa kunyora tsamba kusvika ne pepanhau), kupetishinira vaofisari vaka sarurwa, kumhanya kana kuwedzera mukampeni ye zvehutonganyika, kubhoyikota mabhizimusi, uye kurakidza mhando dzehushingairi senge marhali, kufora mumigwagwa, mastiraiki, kugariramukati kana kuzira.

Civil Rights March on Washington, D.C. (Leaders marching from the Washington Monument to the Lincoln Memorial) - NARA - 542010.jpg