Hutong'o kana chiunwa (toughness) zvinoreva kusimba kwechinhu kwekusada kutatamuka zvakaita serunda kana richifananidzwa nemunyepfu wenyama.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Nyama yedore remombe ine chiunwa saka inofanirwa kubikwa kwenguva yakareba kuti inatse kuibva.