Huwori (corruption) zvinotaura kuita zvechitsotsi apoa munhu anenge achibata basa. Munhu anoita huwori anotora kana kugamuchira zvinhu kana mari achizviita zvake izvo zviri zvinhu zvaasingatenderwe kugamuchira. Kugamuchira chiokomuhomwe imwe nzira inoitwa nayo huwori yakanyanya kutekeshera muZimbabwe. Kuwanisa madzimai mabasa nenzira yekuti tanga-wandida huwori zvakare.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Mururimi rweKiwanga vanoti obuboli (n. corruption, rotting).