Shoko rokuti hwarara (bow in kneeling position) rinotaura munhu ari kukotamisa panguva imwechete akapfugama. Izvi zvinoitwa senzira yokuzvininipisa kana kupa rukudzo kuMadzishe kana vamwe vakuru, kana pamberi paMwari munhu achinamata.


Tsika chinjirudza

  • Rinonyenga rinohwarara rinozosimudza musoro rawana.
  • Uti fare-fare tindike vakuru igomo. Know the limits of merry-making because the elders are like a mountain.