Shoko rokuti hwira (insufficient amount of countable things) zvinotaura kuti zvinhu hazvina kukwana zvikurusei zvinhu zvinoverengeka semari. Vamwe vatauri vanoti bonga kana bukaputa kureva zvinhu zvisina kukwana izvi zvichitaurwa pazvinhu zvinoverengeka.

Tsika chinjirudza

  • Ndatadza kupinda muchitima nokuti ndine hwira hwemari.
  • Tezvara vanga vachipopota vachiti mombe dzaripwa nemukuwasha ibonga.