Ingoka
Ingoka (Acacia tortilis) izita reNdebele remuti une pikicha dziri pasi uyo. Zita reChiShona harina kuwanikwa kuti rinonzii.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Mamwe mazita eNdebele anonzi: Isanqawe, Umlaladwayi, Umsasane (Acacia tortilis. Umbrella thorn).
- IsiZulu vanoti Isishoba, Isithwethwe, Umsasane (Acacia tortilis. Vachellia tortilis. Umbrella thorn).
- [[Tshivenda] vanoti Muswu, Nsasane, Nsasani. (Acacia tortilis. Vachellia tortilis. Umbrella thorn).
- Setswana vanoti Mosu, Mosunyana, Muku, Musu (Acacia tortilis. Vachellia tortilis. Umbrella thorn).
-
Zvivana zvakakombereka.
-
It has a combination of paired straight and paired hooked thorns, from which the Afrikaans name derives, meaning "hook and prick".
-
Ingoka une maruva