Iwe (you - singular) izwi rinotaura munhu aripo ari kunongedzwa nemumwe aripowo.

  • Iwewe (yes you - emphasis) izwi rinotsinhira kumunhu kuti ndiye ari kunongedzwa kana kutaurwa naye.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaHerero vanoti eye omuini (he himself) vachireva iye omene.