Iyeni (You mean me?; Who me?; Me?) kudimbudzirwa kwemazwi anoti iye ini - apa munhu anenge achikanuka achibvunza kuti unoreva ini?

Mamwe Mazwi chinjirudza

Nyambo chinjirudza

  • Sekuru Marimo - Wati zita rako unonzi ani mukomana?
  • Mukomana akapindura achiti, Ian.
  • Sekuru Marimo - Ehe ndinoreva iwe, unonzi aniko?
  • Mukomana akapindurazve - Ian.
  • Sekuru Marimo - Ko kuzoramba uchiti iyeni, iyeni - pane mumwe mukomana ari pano here?
  • Mukomana ndokutsanganura pakare - Inga ndati ndinonzi Ian, ndiro zita rangu.