Jira
Jira (cloth in English) zvinoreva chiro chakarukwa nedonje kana dzimwe mhando dzeshinda. Machira anoshandiswa kusona hembe uye kugadzira zvimwe zvishongo zvnishandiswa mudzimba.
- Kupfumanidza kana kupfuma (make a seam). Mupfumanidzo (seam, noun).
- Dzindadzi kana madzindadzi (Piece of cloth no longer of any use) apa kureva chichira, jindadzi kana karenga.
- Rukangadza (linen) izwi reChiNdau rinotaura mhando yejira yarehwa kuEnglish.
Mitauro yeBantuEdit
- Kinyarwanda vanoti umwenda (cloth, clothing) kureva jira.
- Sangho vanoti bongo (n. cloth, fabric, textile, garment) kureva jira kana nguo.
- Giryama vanoti mufumo (n. seam) kureva musono.