Joka kana Rijoka (kureva dragon; serpentine dragon) uyezve zhoka, imhuka yemundoto, nhema kana ruambangano, ine mwiri wakareba kunge nyoka, kukura kwayo kunowanzo tsanangurwa zvakasiyana asi pakazhinji inenge yakareba, uye yakakura senge nyoka dzechibhoa. Semhuka yerungano, imhuka inowanzo fungirwa kuva nemapapiro, masimba pamusoro pezviro, uye mwiri wayo unowanzowe wakaita sewenyoka kana dzvinyu asi iri mhuka huru kwazvo.

Joka ishoko rinowanzo sanganiswa nezinyoka, kureva nyoka huru se ritaitenobhoa.

Ringai zve: chinjirudza

  • Nyoka
  • Rishesha kana Risvcesha (kureva finikisi sokutodza Jobho 29:18, nekuti vaskora vachiri vachitaudzana kuti Jobho aireva jecha kana finikisi, sokudaro Shona ichadana mhuka yo kutodza jecha kana rushesha, ndikosaka nyanzi rishesha kana risvcesha kuti riyanike nerushesha)