Peji rino rinodakuwedzerwa ne kugadziriswa.

Jomo Kenyatta

Jomo Kenyatta (c. 1897 - 22 Nyamavhuvhu 1978) aive muekitivhisti we anti-colonial wekuKenya uyezve aive muporitizheni aitonga Kenya sePuraiminista wayo kubva muna 1963 kusvika 1964, uye akazova Mtungamiri wenyika kubva muna 1964 kusvika pakufa kwake muna 1978. Aive musoro wehurumende wekutanga aive wevhu uye akaita basa rakakosha mukushandurwa kweKenya kubva mukoronizesheni yeHumambo hwe Bhuritaniya kuita rudhende rwakazvimirira. Nemaonero eVadhidhizhi (nationalist) veAfurika uye anochengetedza, akatungamira bato reKenya African National Union (KANU) kubva muna 1961 kusvika pakufa kwake.

Zita ra Mutungamiri Kenyatta ndiro rakashandiswa pakudana nyika ye Kenya.