Kangamiti kana kuti Karukuni inozivikanwa nezita rekuti vine snake pachirungu. Nyoka iyi yakatetepa uye yakareba 30 centimeters. Inowanzogara mumiti zvekuti haiwonekwe pese pese.