- Esther 5:10, zvakanyadaro Hamani wakadzibata, akaenda kanyi: Nevertheless, Haman restrained himself and went home... (kubva muBhaibheri reChiNdau.
- ... uwo wakaita nyika kuti idai ngerubaya, wakaparadza maguta ayo, usikazi kuda kusunhura mabhanditi ake kuti vaende kanyi?: who made the world a desert, who destroyed its cities, who would not set his prisoners free (Isaiah 14:17, Bhaibheri reChiNdau).
- Rabhani wakabvapo, akahwirira kanyi kwake: Then Lavan left and returned to his own place. (Genesis 31:55, Bhaibheri reChiNdau).
- Luwanga vanoti eshianyi (n. plot ground, the site of a village).
- Lugwere vanoti butaka (n. homeland, native land, place of origin) kureva kumusha kwaunobva.
- Moba vanoti kaanu, kaani (n. place).