Kapesa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: James Kapesa, Joy Kapesa, Rumbidzai Kapesa, Admire Kapesa.
  • Mazwi ari pedyo: Chipesa sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kinande vanoti eripesa (v. forger; blacksmith) kureva mupfuri wesimbi. Mamwe mazwi: oluhesero kana ekihesero (n. forge).
  • VaGiryama vanoti ku-pesa (v. blink) vachireva kubwaira.
  • VaGiryama vanoti ku-pesapesa (v. blinking repeatedly or purposely) vachireva kubwaira-bwaira.
  • VaLamba inoti pesa (v. part, divide asunder, cut into two). Fananidzai nokuti kupesana.