Komichi

(runangakatsva kubva kuKapu)

Komichi (ku Chingezi: cup) kana tsani mudziyo wemumba unoshandiswa kunwisa zvinwiwa.

Teacups on saucer

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • VaKabwa vanoti ekikombe (n. cup) kureva komichi.
  • MaZulu vanoti umkhombe (n. calabash dipper) kureva mukombe.
  • Challa vanoti karau (n. cup) kureva komichi.

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza