Kasepe izita remhuri rinowanikwa muMalawi, South Africa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Joseph Kasepe; Sharon Kasepe; Lebogang Kasepe; Kondwani Kasepe.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mbugwe inoti kasepe (n. metal bracelet).