Kayinza izita remhuri rinowanikwa muUganda, Kenya neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Racheal Kayinza; Joeline Kayinza; Sarah Kayinza; Eva Kayinza.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.

  • Luganda vanoti okuyinza (v. enable, able, can, cope with).
  • Luganda vanoti obuyinza (n. might, power, ability, authority).
  • Luganda vanoti abuyinza (n. potency).