Rudhende rwe Vukerigi
Кыргыз Республикасы
Rwiyo: Кыргыз Республикасынын Мамлекеттик Гимни, "National Anthem of the Kyrgyz Republic"

Kerigistani (sho. Vukerigi, kureva Kyrgyzstan, muChikerigi: Кыргызстан) pachihofisi ichidanwa se Rudhende rwe Vukerigi, inyika yakakomberedzwa inowanikwa kuUpakati hwe Ezhiya, irere mumakomo eTiani Sheni ne Pamiru. Gutaguru rayo rinonzi Bhishkeki uye ndiro guta rikurusa munyika. Kerigistani yakaganhurwa nenyika dzinosanganisa, Kazakhistani kumaodzanyemba, Uzebhekistani kumadokero, Tajikistani kuchamhembe, uye Chayina kumabvazuva ne kuchamhembechemabvazuva. Ruchava rwe Vakerigi rwunovumba huwandu hwe mamiriyoni manomwe evanhu, mushure muchiteverwa nehuwandu hwe Vauzebheki ne Varhusi.


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni