Kicheni
Kicheni zvinoreva imba yokubikara kana rhumu inobikirwa.
Mamwe MazwiChinjirudza
Mitauro yeBantuChinjirudza
- VaNyoro vanoti icumbiro (kitchen) kureva imba yekubikira.
- VaGanda vanoti fumbiro kana choto (kitchen) kureva imba yekubikira.
Kicheni zvinoreva imba yokubikara kana rhumu inobikirwa.