Kikwafu izita remhuri rinowanikwa muUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Reonadi Kikwafu; Flexer Kikwafu; Erifasi Kikwafu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Luganda vanoti kikwafu (adj. thick). Mamwe mazwi: kikwafu (adv. dark).
  • Luganda vanoti ekibira ekikwafu (n. rain forest; jungle).