Kiromita
|
Kiromita (Nge. kilometre, kilometer; Chikawangwani che MP: km) kana kilomita iyuniti ye hurefu mumtandira we rumitari, rakaenzana ne chiuru chimwe chemamita (kiro- kureva chiwakashure che MP chiwakamberi che 1000). Karekano ndiyo yuniti ye vupimo inoshandiswa kurakidza nhambwe pakati penzvimbo dze utarachisi pasi mupasirose; kunze kwe kuUSA ne kuUK kunoshandiswa mayuniti emidanho.
Mashoko ashandiswa
chinjirudzaMayuniti e upami
chinjirudza- sk rd zvirikumirira skweya ridanho - (sq mi = square miles)
- km kureva kiromita
- rv, dv kureva rivazhe; dzivazhe (yd = yard)
- rs, ds kureva rishoka; dzishoka (ft = foot; feet)
- rru kureva ridanho re unawauti (nmi = nautical mile)
ky rd zvirikumirira kyubhu ridanho - (cu mi = cube miles)