Kishala izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Kishala Kanyombe; Kasongo Kishala; Nathalie Kishala; Laura Kishala.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Bushong inoti kishala (v. to unite; join as streams or paths; to emerge into, as two paths, rivers, etc.).