Kitungu izita remhuri rinowanikwa muKenya, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Kilonzi Kitungu; John Kitungu; Maimuna Kitungu; Esther Kitungu.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana .

  • Kidawida inoti kitungu (n. heap, pile) kureva murwi.