Shoko rokuti kubatikana (busy, engaged, employed) rinoreva kuti munhu ane zvaari kuita panguva iyoyo zvinomutadzisa kuenda kune zvimwe zvaangadaidzirwa panguva iyoyo.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Ndakabatikana handikwanise kuuya kumutambo.