- Waalii vanoti zanni; zanna; daanhi; daanha (v. learn)- fananidzai nokuti kubaira zanhi. Mamwe mazwi: zanna; daanha (n. learner).
- Wali vanoti zannuu; daanhibu (v. learning) kureva chidzidzo.
- Hausa vanoti sani (1.n. knowledge; 2.v. to know) kureva ruzivo.