Kubheja
Kubheja (v. bet) kureva kupika uchiti handichazoita chakati chaunoreva kana kupinda pachirongwa chinohwinisa mari kune uyo anenge asarudza divi rinozokunda.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Akabheja kuti haafi akatsika paMbare zvakare nokuti matsotsi akanga amubira chiuru chemadhora.
- Baba vaFazdai vanoenda kuBorrowdale Race Course vachibheja pamujawo wemabhiza kamwe pamwedzi.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]