Kubindikita

Kubindikita (1. Give all one's attention to an occupation, 2. focus on one thing).

Kurerutsa MutauroEdit

  • Anobindikita kurima: he has no thought for anything except his farm work.
  • Chikoro ichi chinoda mudzidzisi anobindikita mubasa rake: this school needs-a teacher who gives his whole self to his work.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaZigula vanoti kunyaira (to be absorbed; to focus deeply; focussing deeply) kureva kubindikita.