• Kubvira (burning) zvichireva kutsva nemoto.
  • Kubvira (to be possible). Hazvibviri kuti munhukadzi azvare mwana pasina murume.
  • Kubvira (referring to).
  • Kubvira (since, from the time) zvichireva kuvambira nguva ichadomwa mushers mezwi rokuti kubvira. Kubvira pakazvarwa Zivai handisati ndagera musoro wangu.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • -bvira (to be or to do exceedingly). Ndabvira kuneta: I am extremely tired.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.